Dheuteronomi 4:29 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 29 “Kana mukatsvaga Jehovha Mwari wenyu muri ikoko, muchamuwana zvechokwadi+ kana mukamutsvaga nemwoyo yenyu yese uye nemweya* yenyu yese.+ 2 Makoronike 7:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 vanhu vangu vanodanwa+ nezita rangu vozvininipisa,+ vonyengetera, votsvaga chiso changu, votendeuka panzira dzavo dzakaipa,+ ndichabva ndanzwa ndiri kudenga ndokanganwira chivi chavo, ndoporesa nyika yavo.+ 2 Makoronike 34:27 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 27 mwoyo wako zvawateerera,* ukazvininipisa pamberi paMwari pawanzwa mashoko ake pamusoro penzvimbo ino nevagari vayo, ukazvininipisa pamberi pangu, ukabvarura nguo dzako, ukachema pamberi pangu, iniwo ndakunzwa,+ ndizvo zvinotaurwa naJehovha.
29 “Kana mukatsvaga Jehovha Mwari wenyu muri ikoko, muchamuwana zvechokwadi+ kana mukamutsvaga nemwoyo yenyu yese uye nemweya* yenyu yese.+
14 vanhu vangu vanodanwa+ nezita rangu vozvininipisa,+ vonyengetera, votsvaga chiso changu, votendeuka panzira dzavo dzakaipa,+ ndichabva ndanzwa ndiri kudenga ndokanganwira chivi chavo, ndoporesa nyika yavo.+
27 mwoyo wako zvawateerera,* ukazvininipisa pamberi paMwari pawanzwa mashoko ake pamusoro penzvimbo ino nevagari vayo, ukazvininipisa pamberi pangu, ukabvarura nguo dzako, ukachema pamberi pangu, iniwo ndakunzwa,+ ndizvo zvinotaurwa naJehovha.