RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ezra 9:6
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 6 Uye ndakati: “Haiwa Mwari wangu, ndiri kunyara uye ndiri kushaya kuti ndotarisa sei kwamuri, haiwa Mwari wangu, nekuti kukanganisa kwedu kwawanda pamisoro yedu uye mhosva dzedu dzaturikidzana kusvika kudenga.+

  • Nehemiya 9:26
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 26 “Asi vakarega kuteerera, vakakupandukirai+ vakapira Mutemo wenyu makotsi.* Vakauraya vaprofita venyu, avo vakavatsiura kuti vavadzose kwamuri, uye vakaita mabasa makuru ekusaremekedza.+

  • Jeremiya 31:18
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 18 “Chokwadi ndakanzwa kuchema kwaEfremu achiti,

      ‘Makandiruramisa sezvinoitwa mhuru isina kupingudzwa,

      Uye ndakabvuma kururamiswa.

      Ndidzosei uye ndichakurumidza kudzoka,

      Nekuti ndimi Jehovha Mwari wangu.

  • Ezekieri 6:9
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 9 Uye vaya vanopukunyuka vachandiyeuka vari pakati pemarudzi anenge avatapa.+ Vachaziva kuti ndakarwadziswa nemwoyo yavo isina kutendeka,* iyo yakatsauka ichindisiya+ uye nemaziso avo ane ruchiva anotevera zvidhori zvavo zvinosemesa.+ Vachanyara uye vachasemeswa nezvinhu zvakaipa uye zvinosemesa zvavakaita.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe