RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Isaya 58:12
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 12 Vachavakazve matongo ekare kare nekuda kwako,+

      Uye uchavakazve nheyo dzezvizvarwa zvakapfuura.+

      Uchanzi mugadziri wemasvingo akaputsika,+

      Mumutsidziri wemigwagwa yekugara pedyo nayo.

  • Jeremiya 33:10, 11
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 10 “Zvanzi naJehovha: ‘Munzvimbo ino yamuchati idongo risina munhu kana zvipfuwo, mumaguta eJudha nemumigwagwa yeJerusarema yakaparadzwa, isina munhu kana mugari kana zvipfuwo, muchatangazve kunzwika 11 inzwi rekupembera nemufaro nenzwi remufaro mukuru,+ inzwi remurume ari kuroora nenzwi remwenga, inzwi revaya vanoti: “Ongai Jehovha wemauto, nekuti Jehovha akanaka;+ rudo rwake rusingachinji runogara nekusingaperi!”’+

      “‘Vachauya nemipiro yekuonga muimba yaJehovha,+ nekuti ndichadzosa nhapwa dzenyika yacho, sezvazvaiva pakutanga,’ anodaro Jehovha.”

  • Amosi 9:14
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 14 Ndichadzosa vanhu vangu vakatapwa, ivo vaIsraeri,+

      Uye vachavakazve maguta akaitwa matongo vogara maari;+

      Vachadyara minda yemizambiringa vonwa waini yacho,+

      Uye vacharima minda vodya michero yayo.’+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe