Dheuteronomi 31:18 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 Asi ndicharamba ndakavanza chiso changu pazuva iroro nemhaka yezvakaipa zvese zvavanenge vaita vachienda kune vamwe vanamwari.+ Isaya 59:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Aiwa, kukanganisa kwenyu ndiko kwakuparadzanisai naMwari wenyu.+ Zvivi zvenyu zvaita kuti akuvanzirei chiso chake,Uye anoramba kukunzwai.+
18 Asi ndicharamba ndakavanza chiso changu pazuva iroro nemhaka yezvakaipa zvese zvavanenge vaita vachienda kune vamwe vanamwari.+
2 Aiwa, kukanganisa kwenyu ndiko kwakuparadzanisai naMwari wenyu.+ Zvivi zvenyu zvaita kuti akuvanzirei chiso chake,Uye anoramba kukunzwai.+