2 Madzimambo 25:18 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 Mukuru wevarindi akatorawo Seraya+ mutungamiriri wevapristi, nemupristi wechipiri Zefaniya+ nevachengeti vemasuo vatatu.+ 2 Madzimambo 25:21 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 21 Mambo weBhabhironi akavabaya akavauraya kuRibra munyika yeHamati.+ Saka vaJudha vakatapwa kubva munyika yavo.+ Jeremiya 25:29 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 29 Nekuti kana ndiri kuunza dambudziko ndichitanga neguta rine zita rangu,+ imi mungarega kurangwa here?”’+ “‘Hamuzoregi kurangwa, nekuti ndiri kushevedza bakatwa kuti riuye pavagari vese vepanyika,’ ndizvo zvinotaurwa naJehovha wemauto.
18 Mukuru wevarindi akatorawo Seraya+ mutungamiriri wevapristi, nemupristi wechipiri Zefaniya+ nevachengeti vemasuo vatatu.+
21 Mambo weBhabhironi akavabaya akavauraya kuRibra munyika yeHamati.+ Saka vaJudha vakatapwa kubva munyika yavo.+
29 Nekuti kana ndiri kuunza dambudziko ndichitanga neguta rine zita rangu,+ imi mungarega kurangwa here?”’+ “‘Hamuzoregi kurangwa, nekuti ndiri kushevedza bakatwa kuti riuye pavagari vese vepanyika,’ ndizvo zvinotaurwa naJehovha wemauto.