2 Makoronike 36:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Vakuru vese vevapristi nevanhu vakaratidza kusatendeka kukuru, vachiita zvinhu zvese zvinosemesa zvemamwe marudzi, uye vakasvibisa imba yaJehovha+ yaakanga atsvenesa muJerusarema. Isaya 1:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Rune nhamo rudzi runotadza,+Vanhu vakaremerwa nekukanganisa,Chizvarwa chevarume vakaipa, vana vanoita zvakaipa! Vakasiya Jehovha;+Havana kuremekedza Mutsvene waIsraeri;Vakamupira makotsi.
14 Vakuru vese vevapristi nevanhu vakaratidza kusatendeka kukuru, vachiita zvinhu zvese zvinosemesa zvemamwe marudzi, uye vakasvibisa imba yaJehovha+ yaakanga atsvenesa muJerusarema.
4 Rune nhamo rudzi runotadza,+Vanhu vakaremerwa nekukanganisa,Chizvarwa chevarume vakaipa, vana vanoita zvakaipa! Vakasiya Jehovha;+Havana kuremekedza Mutsvene waIsraeri;Vakamupira makotsi.