Pisarema 10:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Jehovha ndiMambo nariini nariini.+ Marudzi aparara panyika.+ Dhanieri 4:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Zviratidzo zvake zvikuru kwazvo, uye zvishamiso zvake zvinoratidza kuti ane simba guru kwazvo! Umambo hwake hunogara nekusingaperi, uye ushe hwake hunoramba huripo kwezvizvarwa nezvizvarwa.+
3 Zviratidzo zvake zvikuru kwazvo, uye zvishamiso zvake zvinoratidza kuti ane simba guru kwazvo! Umambo hwake hunogara nekusingaperi, uye ushe hwake hunoramba huripo kwezvizvarwa nezvizvarwa.+