RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ezra 8:36
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 36 Takabva tapa machinda amambo+ nemagavhuna* enharaunda yeMhiri kweRwizi*+ zvakatemwa namambo, ivo vachibva vapa rubatsiro kuvanhu nekuimba yaMwari wechokwadi.+

  • Esteri 8:9
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 9 Saka vanyori vamambo vakashevedzwa panguva iyoyo mumwedzi wechitatu, kureva mwedzi waSivhani,* pazuva rechi23, uye vakanyora zvese zvakarayirwa naModhekai kuvaJudha, uye kumachinda,+ magavhuna, nemachinda ematunhu+ kubva kuIndiya kusvika kuItiopiya, matunhu 127, kudunhu rimwe nerimwe mumanyorero aro uye kurudzi rumwe nerumwe mumutauro warwo, nekuvaJudha mumanyorero avo uye mumutauro wavo.

  • Dhanieri 3:2
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 2 Mambo Nebhukadhinezari akabva aita kuti paunganidzwe machinda, makurukota, magavhuna, vanachipangamazano, vachengeti vepfuma, vatongi, vaongorori vemhosva, nevatungamiriri vese vematunhu acho kuti vauye kuzokumikidza chifananidzo chakanga chamiswa naMambo Nebhukadhinezari.

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe