Pisarema 2:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Achiti: “Ini pachangu ndakagadza mambo wangu+PaZiyoni,+ gomo rangu dzvene.” Pisarema 110:1, 2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 110 Jehovha akati kuna Ishe wangu: “Gara kuruoko rwangu rwerudyi+Kusvikira ndaita kuti vavengi vako vave sechitsiko chetsoka dzako.”+ 2 Jehovha achatambanudza tsvimbo yesimba rako kubva muZiyoni, achiti: “Pinda pakati pevavengi vako uchikunda.”+ Mateu 28:18 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 Jesu akaswedera pedyo navo akati kwavari: “Ndakapiwa masimba ese kudenga nepanyika.+ 1 VaKorinde 15:25 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 25 Nekuti anofanira kutonga samambo kusvikira Mwari aisa vavengi vese pasi petsoka dzake.+ VaEfeso 1:22 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 Akaisawo zvinhu zvese pasi petsoka dzake,+ akamuita kuti ave musoro wezvinhu zvese kuungano,+ Zvakazarurwa 3:21 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 21 Ndichaita kuti anokunda+ agare neni pachigaro changu cheumambo,+ sezvandakaita pandakakunda ndikagara+ naBaba vangu pachigaro chavo cheumambo.
110 Jehovha akati kuna Ishe wangu: “Gara kuruoko rwangu rwerudyi+Kusvikira ndaita kuti vavengi vako vave sechitsiko chetsoka dzako.”+ 2 Jehovha achatambanudza tsvimbo yesimba rako kubva muZiyoni, achiti: “Pinda pakati pevavengi vako uchikunda.”+
21 Ndichaita kuti anokunda+ agare neni pachigaro changu cheumambo,+ sezvandakaita pandakakunda ndikagara+ naBaba vangu pachigaro chavo cheumambo.