RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ruka 1:76, 77
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 76 Asi kana uri iwe mwanangu, uchanzi muprofita weWekumusorosoro, nekuti uchafanotungamira pamberi paJehovha* kuti ugadzirire nzira dzake,+ 77 kuti uzivise vanhu vake shoko reruponeso runobva pakukanganwirwa kwezvivi zvavo,+

  • VaHebheru 9:26
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 26 Kudai zvakanga zvakadaro, aizofanira kutambura kakawanda kubvira pakuvambwa kwenyika. Asi iye zvino akazviratidza pachena kamwe chete zvikabva zvakwana, pakuguma kwemamiriro acho ezvinhu* kuti abvise chivi nechibayiro chake pachake.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe