Ezekieri 1:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Mavhiri acho aiita seaipenya sedombo rekrisoriti, uye ese ari mana akanga akafanana. Kutaridzika kwawo nekugadzirwa kwawo kwakanga kwakaita sekuti ivhiri riri mukati merimwe vhiri.*
16 Mavhiri acho aiita seaipenya sedombo rekrisoriti, uye ese ari mana akanga akafanana. Kutaridzika kwawo nekugadzirwa kwawo kwakanga kwakaita sekuti ivhiri riri mukati merimwe vhiri.*