RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dhanieri 10:21
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 21 Zvisinei, ndichakuudza zvinhu zviri muzvinyorwa zvechokwadi. Hapana mumwe anonditsigira zvakasimba pazvinhu izvi kunze kwaMikaeri,+ muchinda wenyu.+

  • Dhanieri 12:1
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 12 “Nguva iyoyo Mikaeri*+ muchinda mukuru,+ uyo ari kumira achirwira vanhu vako, achasimuka. Pachava nenguva yekutambudzika isina kumbovapo kubvira pakatanga kuumbwa rudzi kusvika panguva iyoyo. Uye panguva iyoyo vanhu vako vachapukunyuka,+ ivo vanhu vese vanowanikwa vakanyorwa mubhuku.+

  • Judha 9
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 9 Asi Mikaeri+ ngirozi huru+ paakapesana naDhiyabhorosi, achiitisana nharo naye nezvemutumbi waMozisi,+ haana kuona zvakakodzera kuti amutonge nemashoko ekutuka,+ asi akati: “Jehovha* ngaakutonge.”+

  • Zvakazarurwa 12:7, 8
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 7 Zvino hondo yakatanga kudenga: Mikaeri*+ nengirozi dzake vakarwisa dhiragoni, uye dhiragoni nengirozi dzayo vakarwisawo 8 asi havana kukunda,* uye havana kuzovazve nenzvimbo kudenga.

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe