RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dhanieri 10:13
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 13 Asi muchinda+ weumambo hwePezhiya akandirwisa kwemazuva 21. Zvisinei, Mikaeri,*+ mumwe wemachinda makuru,* akauya kuzondibatsira; uye ndakaramba ndiri ikoko nemadzimambo ePezhiya.

  • Judha 9
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 9 Asi Mikaeri+ ngirozi huru+ paakapesana naDhiyabhorosi, achiitisana nharo naye nezvemutumbi waMozisi,+ haana kuona zvakakodzera kuti amutonge nemashoko ekutuka,+ asi akati: “Jehovha* ngaakutonge.”+

  • Zvakazarurwa 12:7, 8
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 7 Zvino hondo yakatanga kudenga: Mikaeri*+ nengirozi dzake vakarwisa dhiragoni, uye dhiragoni nengirozi dzayo vakarwisawo 8 asi havana kukunda,* uye havana kuzovazve nenzvimbo kudenga.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe