RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dhanieri 4:34
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 34 “Pakapera nguva yacho,+ ini Nebhukadhinezari ndakatarisa mudenga, pfungwa dzangu dzikatanga kushanda zvakanaka; uye ndakarumbidza Wekumusorosoro. Ndakarumbidza ndikakudza iye anorarama nekusingaperi, nekuti ushe hwake ushe husingagumi uye umambo hwake hunoramba huripo kwezvizvarwa nezvizvarwa.+

  • Ruka 1:31-33
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 31 Uye uchava nepamuviri, wobereka mwanakomana,+ uye unofanira kumutumidza kuti Jesu.+ 32 Uyu achava mukuru+ uye achanzi Mwanakomana weWekumusorosoro,+ uye Jehovha* Mwari achamupa chigaro cheumambo chababa vake Dhavhidhi,+ 33 uye achava Mambo paimba yaJakobho nekusingaperi, uye Umambo hwake hahuzogumi.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe