Pisarema 10:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Jehovha ndiMambo nariini nariini.+ Marudzi aparara panyika.+ Pisarema 90:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Makomo asati aberekwa,Kana kuti musati masika pasi pano nenyika yese,+Muri Mwari kubvira nariini kusvikira nariini.+ Jeremiya 10:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Asi Jehovha ndiMwari zvechokwadi. Ndiye Mwari mupenyu+ uye Mambo asingagumi.+ Nyika ichadengenyeka nekuda kwehasha dzake,+Uye hapana marudzi achatsungirira kutsamwa kwake.
2 Makomo asati aberekwa,Kana kuti musati masika pasi pano nenyika yese,+Muri Mwari kubvira nariini kusvikira nariini.+
10 Asi Jehovha ndiMwari zvechokwadi. Ndiye Mwari mupenyu+ uye Mambo asingagumi.+ Nyika ichadengenyeka nekuda kwehasha dzake,+Uye hapana marudzi achatsungirira kutsamwa kwake.