14 Saka Josefa akasimuka, akatora mwana wacho pamwe chete naamai vake usiku, akaenda kuIjipiti. 15 Akagara ikoko kusvikira Herodhi afa. Izvi zvakazadzisa zvakanga zvataurwa naJehovha achishandisa muprofita wake, achiti: “Ndakashevedza mwanakomana wangu kuti abude muIjipiti.”+