RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Genesisi 10:19
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 19 Saka muganhu wevaKenani waitangira kuSidhoni kusvika kuGerari,+ pedyo neGaza,+ uchinobata kuSodhomu, Gomora,+ Adma, neZebhoimu,+ pedyo neRasha.

  • Dheuteronomi 29:22, 23
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 22 “Chizvarwa chinotevera chevanakomana venyu nemutorwa anobva kunyika iri kure pavachaona matambudziko enyika yacho, nhamo dzinenge dzaunzwa naJehovha pairi, 23 sarufa nemunyu nekupisa, zvekuti nyika yacho yese haizodyarwi kana kumera zvinenge zvadyarwa, uyewo hapana zvinozomera musango, sekuparadzwa kwakaitwa Sodhomu neGomora,+ Adma neZebhoimu,+ zvakaparadzwa naJehovha akatsamwa uye aine hasha,

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe