Jeremiya 50:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 “Mazuva iwayo uye panguva iyoyo,” ndizvo zvinotaurwa naJehovha, “vanhu veIsraeri neveJudha vachauya pamwe chete.+ Vachafamba vachichema,+ uye vachatsvaga Jehovha Mwari wavo pamwe chete.+
4 “Mazuva iwayo uye panguva iyoyo,” ndizvo zvinotaurwa naJehovha, “vanhu veIsraeri neveJudha vachauya pamwe chete.+ Vachafamba vachichema,+ uye vachatsvaga Jehovha Mwari wavo pamwe chete.+