Dheuteronomi 32:36 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 36 Nekuti Jehovha achatonga vanhu vake,+Uye achanzwira tsitsi vashumiri vake*+Paachaona kuti simba ravo rapera,Uye kuti kwangosara vasina zvavachagona kuita nevasina simba. Isaya 60:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Vanhu vekune imwe nyika vachavaka masvingo ako,Uye madzimambo avo achakushumira,+Nekuti ndakakurova ndakatsamwa,Asi nenyasha dzangu* ndichakunzwira tsitsi.+ Mariro 3:22 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 Rudo rusingachinji rwaJehovha ndirwo rwakaita kuti tisapera,+Nekuti tsitsi dzake hadzimboperi.+ Hosiya 11:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Ndingakusiya here nhai Efremu?+ Ndingakuisa mumaoko evamwe here nhai Israeri? Ndingakubata seAdma here? Ndingakuita seZebhoimu here?+ Ndachinja pfungwaUye mwoyo wangu uri kurwadza.+
36 Nekuti Jehovha achatonga vanhu vake,+Uye achanzwira tsitsi vashumiri vake*+Paachaona kuti simba ravo rapera,Uye kuti kwangosara vasina zvavachagona kuita nevasina simba.
10 Vanhu vekune imwe nyika vachavaka masvingo ako,Uye madzimambo avo achakushumira,+Nekuti ndakakurova ndakatsamwa,Asi nenyasha dzangu* ndichakunzwira tsitsi.+
8 Ndingakusiya here nhai Efremu?+ Ndingakuisa mumaoko evamwe here nhai Israeri? Ndingakubata seAdma here? Ndingakuita seZebhoimu here?+ Ndachinja pfungwaUye mwoyo wangu uri kurwadza.+