-
Isaya 23:12Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
Simuka uyambuke uchienda kuKitimu.+
Kunyange ikoko hauzowani zororo.”
-
-
Ezekieri 25:15-17Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
15 “Zvanzi naChangamire Ishe Jehovha: ‘Nemhaka yeruvengo rwavo rusingaperi, vaFiristiya vaingoda zvekutsiva uye kuparadza neutsinye.+ 16 Saka zvanzi naChangamire Ishe Jehovha: “Ndiri kutambanudzira vaFiristiya ruoko rwangu kuti ndivarwise,+ uye ndichaparadza vaKereti+ uye vanhu vakasara vepamhenderekedzo yegungwa.+ 17 Ndichaita mabasa makuru ekuvatsiva, ndichivaranga ndakatsamwa, uye vachaziva kuti ndini Jehovha pandichavatsiva.”’”
-