RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Isaya 63:3
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  3 “Ndakatsika-tsika muchisviniro chewaini ndiri ndega.

      Hapana munhu wekune mamwe marudzi wandaiva naye.

      Ndakaramba ndichivatsika-tsika ndakatsamwa,

      Uye ndakaramba ndichivatsika-tsika ndiine hasha.+

      Nguo dzangu dzakatsatikirwa neropa ravo,

      Ndikasvibisa zvipfeko zvangu zvese.

  • Zvakazarurwa 14:18-20
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 18 Imwezve ngirozi yakabuda paatari, uye yaiva nesimba pamusoro pemoto. Yakashevedzera nenzwi guru kune iya yaiva nejeko rakapinza, ichiti: “Tambanudza jeko rako rakapinza ukohwe masumbu ari pamuzambiringa wepanyika, nekuti mazambiringa awo aibva.”+ 19 Ngirozi yacho yakatambanudzira jeko rayo panyika, ikacheka muzambiringa wepanyika ikaukanda muchisviniro chikuru chewaini chekutsamwa kwaMwari.+ 20 Chisviniro chacho chakatsikwa-tsikwa kunze kweguta, ropa rikabuda muchisviniro chacho rikakwira zvekusvika mumatomu emabhiza, rikayerera kwechinhambwe chemastadhiya 1 600.*

Mabhuku eChiShona (1973-2022)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2023 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe