RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Isaya 62:8, 9
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  8 Jehovha apika achishandisa ruoko rwake rwerudyi, ruoko rwake rune simba achiti:

      “Handizopizve vavengi vako zvirimwa zvako kuti zvive zvekudya zvavo,

      Uyewo vekune imwe nyika havazonwi waini yako itsva yawakabudira ziya.+

       9 Asi vaya vari kuzvikohwa ndivo vachazvidya uye vacharumbidza Jehovha;

      Uye vaya vari kuunganidza mazambiringa ndivo vachanwa waini yacho muzvivanze zvangu zvitsvene.”+

  • Mika 4:4
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  4 Mumwe nemumwe achagara pasi pemuzambiringa wake nepasi pemuonde wake,+

      Uye hapana achaita kuti vatye,+

      Nekuti muromo waJehovha wemauto wataura.

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe