-
Isaya 56:10, 11Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
10 Varindi vake mapofu,+ hapana kana mumwe chete wavo acherechedza.+
Vese zvavo imbwa dzisingatauri, dzisingakwanisi kuhukura.+
Dziri kufemereka uye dzakarara pasi; dzinoda zvekurara.
11 Ivo imbwa dzinokara kwazvo;
Hadzitomboguti.
Ivo vafudzi vasinganzwisisi.+
Vese zvavo vaenda nenzira dzavo;
Mumwe nemumwe wavo anotsvaga kuzvipfumisa achibiridzira uye anoti:
-