RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Jeremiya 4:13
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 13 Inzwai! Iye achauya semakore emvura,

      Uye ngoro dzake dzakaita sedutu.+

      Mabhiza ake anomhanya kupfuura makondo.+

      Tine nhamo, nekuti tasara tisisina chinhu!

  • Mariro 4:19
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 19 Vaya vaititevera vaimhanya kupfuura makondo ari mudenga.+

      Vakatidzingirira mumakomo; vakatihwandira murenje.

  • Ezekieri 17:3
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 3 Unofanira kuti, ‘Zvanzi naChangamire Ishe Jehovha: “Gondo guru,+ raiva nemapapiro mahombe, neminhenga mirefu, riine mambava mazhinji, aiva nemavara anoyevedza, rakauya kuRebhanoni,+ rikadimbura nhungirwa pamusorosoro pemusidhari.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe