Zekariya 8:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 “Zvanzi naJehovha wemauto, ‘Maoko enyu ngaasimbe,*+ imi muri kunzwa mashoko aya ari kutaurwa nevaprofita,+ iwo mashoko akataurwawo pazuva rakavakwa faundesheni yeimba yaJehovha wemauto, kuti temberi ivakwe.
9 “Zvanzi naJehovha wemauto, ‘Maoko enyu ngaasimbe,*+ imi muri kunzwa mashoko aya ari kutaurwa nevaprofita,+ iwo mashoko akataurwawo pazuva rakavakwa faundesheni yeimba yaJehovha wemauto, kuti temberi ivakwe.