RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 3:12
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 12 Iye akati: “Ndichava newe,+ uye ichi ndicho chiratidzo chekuti uzive kuti ndini ndakutuma: Kana wabudisa vanhu vacho muIjipiti, muchanamata* Mwari wechokwadi muri mugomo rino.”+

  • Isaya 43:2
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  2 Paunopfuura nemumvura, ndichava newe,+

      Uye paunopfuura nemunzizi, hadzizokuyeredzi.+

      Paunofamba nemumoto, hauzopiswi,

      Uye rimi remoto harizokubvuraudzi.

  • VaRoma 8:31
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 31 Saka totii nazvo? Kana Mwari ari kurutivi rwedu, ndiani angamirisana nesu?+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe