-
VaHebheru 12:26, 27Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
26 Panguva iyoyo inzwi rake rakazunungusa nyika,+ asi iye zvino akavimbisa kuti: “Ndichazunungusa nyika zvakare; kwete nyika chete, asi nedengawo.”+ 27 Shoko rekuti “zvakare” rinoratidza kubviswa kwezvinhu zviri kuzununguswa, zvinhu zvakaitwa nemumwe munhu, kuti zvinhu zvisiri kuzununguswa zvirambe zviripo.
-