Joeri 2:18 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 Jehovha achabva ashingaira achidzivirira nyika yakeUye achanzwira vanhu vake tsitsi.+ Zekariya 1:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Ngirozi yakanga ichitaura neni yakabva yati kwandiri: “Shevedzera uchiti, ‘Zvanzi naJehovha wemauto: “Ndiri kushingairira Jerusarema neZiyoni zvikuru.+
14 Ngirozi yakanga ichitaura neni yakabva yati kwandiri: “Shevedzera uchiti, ‘Zvanzi naJehovha wemauto: “Ndiri kushingairira Jerusarema neZiyoni zvikuru.+