RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Isaya 35:4
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  4 Itii kune vaya vanozvidya mwoyo:

      “Simbai. Musatya.

      Teererai! Mwari wenyu achauya kuzotsiva,

      Mwari achauya kuzoranga.+

      Achauya okuponesai.”+

  • Hagai 2:4
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 4 “‘Zvino simba iwe Zerubhabheri,’ ndizvo zvinotaurwa naJehovha, ‘uye simba iwe mupristi mukuru Joshua mwanakomana waJehozadhaki.’

      “‘Simbai imi vanhu vese vemunyika ino, muite basa,’+ ndizvo zvinotaurwa naJehovha.

      “‘Nekuti ndinemi,’+ ndizvo zvinotaurwa naJehovha wemauto.

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe