Joeri 2:18 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 Jehovha achabva ashingaira achidzivirira nyika yakeUye achanzwira vanhu vake tsitsi.+ Zekariya 8:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 “Zvanzi naJehovha wemauto, ‘Ndichashingairira Ziyoni kwazvo,+ uye ndichazviita ndakatsamwa chaizvo.’”
2 “Zvanzi naJehovha wemauto, ‘Ndichashingairira Ziyoni kwazvo,+ uye ndichazviita ndakatsamwa chaizvo.’”