-
Mateu 27:9Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
9 Zvakataurwa nekumuprofita Jeremiya zvakabva zvazadziswa zvekuti: “Uye vakatora masirivha 30, mutengo wainzi ndewemunhu, mutengo wakaiswa nevamwe vanakomana vaIsraeri,
-