Isaya 42:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Ndini Jehovha. Ndiro zita rangu;Hapana wandinopa kukudzwa kwangu,*Uye handipi kurumbidzwa kwangu kumifananidzo yakavezwa.+ Isaya 44:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Zvanzi naJehovha,Mambo waIsraeri+ uye Mudzikinuri wake,+ Jehovha wemauto: ‘Ndini wekutanga uye ndini wekupedzisira.+ Hakuna mumwe Mwari kunze kwangu.+
8 Ndini Jehovha. Ndiro zita rangu;Hapana wandinopa kukudzwa kwangu,*Uye handipi kurumbidzwa kwangu kumifananidzo yakavezwa.+
6 Zvanzi naJehovha,Mambo waIsraeri+ uye Mudzikinuri wake,+ Jehovha wemauto: ‘Ndini wekutanga uye ndini wekupedzisira.+ Hakuna mumwe Mwari kunze kwangu.+