Jobho 21:14, 15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Asi vanoti kuna Mwari wechokwadi, ‘Siyanai nesu! Hatidi kuziva nzira dzenyu.+ 15 Wemasimbaose ndiani, kuti timushumire?+ Tinowanei kana tikazivana naye?’+ Pisarema 73:13, 14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Chokwadi hapana zvazvinobatsira kuchengeta kwandakaita mwoyo wangu wakachenaUye kugeza kwandakaita maoko angu kuti ndisava nemhosva.+ 14 Uye ndaiswera ndichitambudzika;+Ndaitsiurwa mangwanani ega ega.+ Isaya 58:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 ‘Nei musingazvioni patinotsanya?+ Uye nei musingacherechedzi patinozvirwadzisa?’*+ Nekuti pazuva ramunotsanya, munoita zvido zvenyu,*Uye munodzvinyirira vashandi venyu.+ Zefaniya 1:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Panguva iyoyo ndichanyatsotarisa muJerusarema ndiine marambi,Uye ndichatonga vanhu vasingatirimuki,* vaya vanoti mumwoyo mavo,‘Jehovha haazoiti zvakanaka, uye haazoiti zvakaipa.’+
14 Asi vanoti kuna Mwari wechokwadi, ‘Siyanai nesu! Hatidi kuziva nzira dzenyu.+ 15 Wemasimbaose ndiani, kuti timushumire?+ Tinowanei kana tikazivana naye?’+
13 Chokwadi hapana zvazvinobatsira kuchengeta kwandakaita mwoyo wangu wakachenaUye kugeza kwandakaita maoko angu kuti ndisava nemhosva.+ 14 Uye ndaiswera ndichitambudzika;+Ndaitsiurwa mangwanani ega ega.+
3 ‘Nei musingazvioni patinotsanya?+ Uye nei musingacherechedzi patinozvirwadzisa?’*+ Nekuti pazuva ramunotsanya, munoita zvido zvenyu,*Uye munodzvinyirira vashandi venyu.+
12 Panguva iyoyo ndichanyatsotarisa muJerusarema ndiine marambi,Uye ndichatonga vanhu vasingatirimuki,* vaya vanoti mumwoyo mavo,‘Jehovha haazoiti zvakanaka, uye haazoiti zvakaipa.’+