Mateu 11:13, 14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Nekuti Vaprofita vese neMutemo, vakaprofita kusvikira pana Johani;+ 14 uye kana muchida kuzvibvuma, ndiye ‘Eriya anofanira kuuya.’+ Mako 9:11, 12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Uye vakatanga kumubvunza kuti: “Nei vanyori vachiti Eriya+ ndiye anofanira kutanga kuuya?”+ 12 Akati kwavari: “Eriya anotanga kuuya odzorera zvinhu zvese;+ asi sei zvakanyorwa nezveMwanakomana wemunhu kuti anofanira kusangana nematambudziko akawanda+ obatwa zvakaipa?+
13 Nekuti Vaprofita vese neMutemo, vakaprofita kusvikira pana Johani;+ 14 uye kana muchida kuzvibvuma, ndiye ‘Eriya anofanira kuuya.’+
11 Uye vakatanga kumubvunza kuti: “Nei vanyori vachiti Eriya+ ndiye anofanira kutanga kuuya?”+ 12 Akati kwavari: “Eriya anotanga kuuya odzorera zvinhu zvese;+ asi sei zvakanyorwa nezveMwanakomana wemunhu kuti anofanira kusangana nematambudziko akawanda+ obatwa zvakaipa?+