RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • VaEfeso 1:20, 21
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 20 raakashandisa pana Kristu achimumutsa kuvakafa, akamugarisa kuruoko rwake rwerudyi+ munzvimbo dzekudenga, 21 kumusorosoro kwehurumende dzese, nevanhu vane chiremera, nemasimba, neushe uye nemazita ese anodanwa,+ kwete mumamiriro ano ezvinhu* chete, asiwo mune achauya.

  • VaFiripi 2:9
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 9 Nechikonzero ichi, Mwari akamukwidziridza pachinzvimbo chepamusoro,+ akamuratidza mutsa nekumupa zita rinopfuura mamwe mazita ese,+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe