VaEfeso 5:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 nekuti maimbova rima, asi iye zvino mava chiedza+ munaShe.+ Rambai muchifamba sevana vechiedza, VaFiripi 2:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 kuti muve vasina chavanopomerwa uye vasina mhosva, vana vaMwari+ vasina kana ruvara pakati pechizvarwa chisina kururama, chakamonyana,+ chamuri kupenya pakati pacho sezviedza munyika,+
15 kuti muve vasina chavanopomerwa uye vasina mhosva, vana vaMwari+ vasina kana ruvara pakati pechizvarwa chisina kururama, chakamonyana,+ chamuri kupenya pakati pacho sezviedza munyika,+