Mateu 6:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 “Pamunotsanya,+ regai kuva nezviso zvakasuruvara sevanyengeri, nekuti ivo vanoshatisa zviso zvavo* kuti vaonekwe nevanhu kuti vari kutsanya.+ Chokwadi ndinoti kwamuri, vawana mubayiro wavo wakakwana. Mateu 23:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Mabasa ese avanoita, vanoita kuti vaonekwe nevanhu,+ nekuti vanokudza tubhokisi tune magwaro twavanosungirira sezvinhu zvinodzivirira*+ uye vanokudza masa* enguo dzavo.+
16 “Pamunotsanya,+ regai kuva nezviso zvakasuruvara sevanyengeri, nekuti ivo vanoshatisa zviso zvavo* kuti vaonekwe nevanhu kuti vari kutsanya.+ Chokwadi ndinoti kwamuri, vawana mubayiro wavo wakakwana.
5 Mabasa ese avanoita, vanoita kuti vaonekwe nevanhu,+ nekuti vanokudza tubhokisi tune magwaro twavanosungirira sezvinhu zvinodzivirira*+ uye vanokudza masa* enguo dzavo.+