Pisarema 37:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Kwangosara nguva diki, uye vakaipa havazovipozve;+Uchatarisa pavaiva,Asi vanenge vasisipo.+ Ruka 23:43 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 43 Uye iye akati kwaari: “Chokwadi ndinokuudza nhasi, uchava neni muParadhiso.”+ Mabasa 24:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Uye ndine tariro kuna Mwari, tariro ine varume avawo, yekuti kuchava nekumuka+ kwevakarurama nevasina kururama.+
15 Uye ndine tariro kuna Mwari, tariro ine varume avawo, yekuti kuchava nekumuka+ kwevakarurama nevasina kururama.+