Mateu 26:41 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 41 Rambai makarinda+ uye rambai muchinyengetera,+ kuti murege kupinda mumuedzo.+ Mweya* unoda zvawo, asi nyama haina simba.”+ 1 VaKorinde 10:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Hapana muedzo wakauya pamuri kunze kweyagara ichisangana nevanhu.+ Asi Mwari akatendeka, uye haangakuregei muchiedzwa kupfuura zvamunogona kutsungirira,+ asi pamwe chete nemuedzo achaitawo nzira yekubuda nayo kuti mukwanise kuutsungirira.+ Zvakazarurwa 3:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Wakachengeta shoko rekutsungirira kwangu,*+ saka ndichakuchengetawo panguva yekuedzwa+ ichauya panyika yese kuzoedza vanhu vanogara panyika.
41 Rambai makarinda+ uye rambai muchinyengetera,+ kuti murege kupinda mumuedzo.+ Mweya* unoda zvawo, asi nyama haina simba.”+
13 Hapana muedzo wakauya pamuri kunze kweyagara ichisangana nevanhu.+ Asi Mwari akatendeka, uye haangakuregei muchiedzwa kupfuura zvamunogona kutsungirira,+ asi pamwe chete nemuedzo achaitawo nzira yekubuda nayo kuti mukwanise kuutsungirira.+
10 Wakachengeta shoko rekutsungirira kwangu,*+ saka ndichakuchengetawo panguva yekuedzwa+ ichauya panyika yese kuzoedza vanhu vanogara panyika.