Eksodho 16:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Jehovha akabva ati kuna Mozisi: “Ndava kukunayisirai chingwa chinobva kudenga,+ uye mumwe nemumwe anofanira kubuda kuti anounganidza zvinomukwanira zuva nezuva,+ kuti ndivaedze ndione kana vachizofamba mumutemo wangu kana kuti kwete.+ Eksodho 16:19 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 19 Mozisi akabva ati kwavari: “Hapana anofanira kusiya zvimwe kusvikira mangwanani.”+
4 Jehovha akabva ati kuna Mozisi: “Ndava kukunayisirai chingwa chinobva kudenga,+ uye mumwe nemumwe anofanira kubuda kuti anounganidza zvinomukwanira zuva nezuva,+ kuti ndivaedze ndione kana vachizofamba mumutemo wangu kana kuti kwete.+