Mabasa 14:22 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 Vakasimbisa vadzidzi ikoko,+ vachivakurudzira kuramba vari mukutenda vachiti: “Tinofanira kupinda muUmambo hwaMwari nemumatambudziko akawanda.”+ 1 Petro 4:18 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 “Uye kana zvakaoma kuti munhu akarurama apone, chii chichaitika kumunhu asingadi Mwari uye kumutadzi?”+
22 Vakasimbisa vadzidzi ikoko,+ vachivakurudzira kuramba vari mukutenda vachiti: “Tinofanira kupinda muUmambo hwaMwari nemumatambudziko akawanda.”+
18 “Uye kana zvakaoma kuti munhu akarurama apone, chii chichaitika kumunhu asingadi Mwari uye kumutadzi?”+