Mateu 24:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Vaprofita venhema vazhinji vachamuka votsausa vanhu vazhinji;+ 2 Petro 2:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Zvisinei, pakati penyu pachava nevadzidzisi venhema sezvapakavawo nevaprofita venhema pakati pevanhu.+ Vanhu ava vachamutsa tumapoka tunoparadza vachizviita chinyararire uye vachatoramba tenzi akavatenga,+ zvoita kuti vakurumidze kuparadzwa. 1 Johani 4:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Vadiwa, musangotenda mashoko ese akafemerwa,*+ asi edzai mashoko akafemerwa* kuti muone kana achibva kuna Mwari,+ nekuti munyika mune vaprofita venhema vakawanda.+
2 Zvisinei, pakati penyu pachava nevadzidzisi venhema sezvapakavawo nevaprofita venhema pakati pevanhu.+ Vanhu ava vachamutsa tumapoka tunoparadza vachizviita chinyararire uye vachatoramba tenzi akavatenga,+ zvoita kuti vakurumidze kuparadzwa.
4 Vadiwa, musangotenda mashoko ese akafemerwa,*+ asi edzai mashoko akafemerwa* kuti muone kana achibva kuna Mwari,+ nekuti munyika mune vaprofita venhema vakawanda.+