RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ruka 6:47-49
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 47 Regai ndikuudzei kuti munhu wese anouya kwandiri, onzwa mashoko angu, oaita, akafanana naani:+ 48 Akafanana nemumwe murume aivaka imba, ndokuchera achidzika pasi chaipo, akaisa faundesheni yacho paruware. Mafashamo paakauya, rwizi rwaiuya ruchirovera nesimba paimba iyoyo, asi rwakatadza kuizunungusa, nekuti yakanga yakanyatsovakwa.+ 49 Asi uya anonzwa asingaiti,+ akafanana nemunhu akavakira imba yake pamusoro pevhu asi asina kuchera faundesheni. Rwizi rwakarovera nesimba pairi, ikabva yangowondomoka, ndokuparara yese.”

  • Jakobho 1:25
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 25 Asi munhu anonyatsotarisa mumutemo wakakwana werusununguko,+ asingausiyi, achafara pane zvaanoita; haana kuva munzwi anokanganwa, asi aita zvaanzwa.+

Mabhuku eChiShona (1973-2022)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2023 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe