Jakobho 1:23, 24 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 23 Nekuti kana munhu achingonzwa shoko asingariiti,+ akafanana nemunhu anotarisa chiso chake mugirazi. 24 Nekuti anozvitarisa, oenda, obva atokanganwa kuti iye munhu akaita sei.
23 Nekuti kana munhu achingonzwa shoko asingariiti,+ akafanana nemunhu anotarisa chiso chake mugirazi. 24 Nekuti anozvitarisa, oenda, obva atokanganwa kuti iye munhu akaita sei.