Ruka 1:35 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 35 Ngirozi yacho yakamupindura kuti: “Mweya mutsvene uchava pauri,+ uye simba reWekumusorosoro richakufukidza. Saka achaberekwa wacho achanzi mutsvene,+ Mwanakomana waMwari.+
35 Ngirozi yacho yakamupindura kuti: “Mweya mutsvene uchava pauri,+ uye simba reWekumusorosoro richakufukidza. Saka achaberekwa wacho achanzi mutsvene,+ Mwanakomana waMwari.+