Ruka 10:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Akabva ati kwavari: “Kukohwa kukuru zvechokwadi, asi vashandi vashoma. Saka kumbirai Tenzi wekukohwa kuti atumire vashandi vanoita basa rake rekukohwa.+ Johani 4:35 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 35 Handiti munoti kwasara mwedzi mina kuti kukohwa kusvike? Onai! Ndinoti kwamuri: Simudzai maziso enyu muone kuti minda yachenera kukohwa.+ Iye zvino
2 Akabva ati kwavari: “Kukohwa kukuru zvechokwadi, asi vashandi vashoma. Saka kumbirai Tenzi wekukohwa kuti atumire vashandi vanoita basa rake rekukohwa.+
35 Handiti munoti kwasara mwedzi mina kuti kukohwa kusvike? Onai! Ndinoti kwamuri: Simudzai maziso enyu muone kuti minda yachenera kukohwa.+ Iye zvino