Mateu 25:40 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 40 Mambo achapindura achiti, ‘Chokwadi ndinoti kwamuri, kana makazviitira mumwe wevadiki vehama dzangu idzi, makazviitira ini.’+ Mako 9:41 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 41 Uye munhu wese anokupai kapu yemvura yekunwa nekuti muri vanhu vaKristu,+ chokwadi ndinokuudzai kuti, haangamborasikirwi nemubayiro wake.+ VaHebheru 6:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Nekuti Mwari haasi munhu asina kururama; saka haangakanganwi basa renyu nerudo rwamuinarwo nezita rake,+ rwamakaratidza nekushumira vatsvene uye kuramba muchivashumira kwamuri kuita.
40 Mambo achapindura achiti, ‘Chokwadi ndinoti kwamuri, kana makazviitira mumwe wevadiki vehama dzangu idzi, makazviitira ini.’+
41 Uye munhu wese anokupai kapu yemvura yekunwa nekuti muri vanhu vaKristu,+ chokwadi ndinokuudzai kuti, haangamborasikirwi nemubayiro wake.+
10 Nekuti Mwari haasi munhu asina kururama; saka haangakanganwi basa renyu nerudo rwamuinarwo nezita rake,+ rwamakaratidza nekushumira vatsvene uye kuramba muchivashumira kwamuri kuita.