Ruka 7:28 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 28 Ndinokuudzai kuti, pavanhu vese vakararama* hapana kumbova nemukuru kuna Johani, asi mudiki kune vamwe vese muUmambo hwaMwari mukuru kwaari.”+ Johani 3:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Jesu akamupindura achiti: “Chokwadi, chokwadi ndinoti kwauri, kana munhu asina kuberekwazve,*+ haagoni kuona Umambo hwaMwari.”+
28 Ndinokuudzai kuti, pavanhu vese vakararama* hapana kumbova nemukuru kuna Johani, asi mudiki kune vamwe vese muUmambo hwaMwari mukuru kwaari.”+
3 Jesu akamupindura achiti: “Chokwadi, chokwadi ndinoti kwauri, kana munhu asina kuberekwazve,*+ haagoni kuona Umambo hwaMwari.”+