RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 Samueri 5:2
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 2 Kare Sauro paaiva mambo wedu, ndimi maitungamirira vaIsraeri pavaienda kunorwa.*+ Uye Jehovha akati kwamuri: ‘Uchafudza vanhu vangu vaIsraeri, uye uchava mutungamiriri wevaIsraeri.’”+

  • Mika 5:2
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  2 Uye iwe Bhetrehema Efrata,+

      Iwe mudiki chaizvo zvekuti haukodzeri kuva pakati pezviuru zvaJudha,*

      Kwauri kuchabva munhu achava mutongi muIsraeri+ achindimiririra;

      Mavambo ake ndeekare kare, ndewemazuva ekare kare.

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe