Mateu 13:23 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 23 Kana iri iya yakadyarwa paivhu rakanaka, uyu ndiye uya anonzwa shoko achibata zviri kutaurwa zvacho, obereka zvibereko, uyu zvakapetwa ka100, uyo ka60, uye mumwe ka30.”+ Mako 4:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Asi imwe yakawira paivhu rakanaka, ikamera, ikakura, uye yakatanga kubereka zvibereko, ichibereka zvakapetwa ka30, ka60, uye ka100.”+ Ruka 8:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Asi imwe yakawira paivhu rakanaka, uye payakamera yakabereka zvakapetwa ka100.”+ Paaitaura zvinhu izvi, akabva ashevedzera achiti: “Ane nzeve dzekunzwa, ngaanzwe.”+
23 Kana iri iya yakadyarwa paivhu rakanaka, uyu ndiye uya anonzwa shoko achibata zviri kutaurwa zvacho, obereka zvibereko, uyu zvakapetwa ka100, uyo ka60, uye mumwe ka30.”+
8 Asi imwe yakawira paivhu rakanaka, ikamera, ikakura, uye yakatanga kubereka zvibereko, ichibereka zvakapetwa ka30, ka60, uye ka100.”+
8 Asi imwe yakawira paivhu rakanaka, uye payakamera yakabereka zvakapetwa ka100.”+ Paaitaura zvinhu izvi, akabva ashevedzera achiti: “Ane nzeve dzekunzwa, ngaanzwe.”+